Baddest
One
Mwanasikana you the Baddest
Mwanasikana you the baddest
Mwanasikana you the baddest
Bad bad bad
Mwanasikana you the baddest
Muviri wako Bho neka feci iri pritti
Bhebhi Tambazvako usa kope vana nhingi
Ziva uri bad. Bad, baddest in the City
Siya vana wannabe tambira Daddy Biggie
Ndiwe uno famba seuri kutamba
Saka ndati tamba ramba uchi famba
Famba.. iwe ramba uchi tamba
Tamba.. iwe ramba uchi famba
First position ndiyo yako muclasi
Tamba zviri clean nyasotamba zviri classy
Ndaimbova prince asi nhasi ndava king
Saka ziva kuti uri dancehall queen
Dancehall queen mwanasikana you're the baddest
Bad kiki uri bad kunge nikki
So so bad kunge munhu wemujeri
Wa dhonhedza donhedza zvinhu kunge Tom n Jerry
Saka Show them you're the baddest
Vachati ziva your the baddest
Mwanasikana your the baddest
Bad bad bad
Mwanasikana you're the baddest
Mwanasikana you the baddest
Mwanasikana you the baddest
Mwanasikana you the baddest
Bad bad bad
Mwanasikana you the baddest
Pawa famba wato tamba Saka bhebhi chimbo mhanya
Tanga uri slow paci wozowedzera
Zviri kumasure izvo zvichatevera
Vasongazvigone vese vachadzidzira
Kunge marathon bhebhi une stamina
Simudza Gumbo iwe rikande kudenga
Tamba uchi tykora Bhebhi Tamba uchi Mona
Tamba uchi fila Hana yako ichirova
Bad bad
Hana yako ichirova (yeah)
Bad bad
Hana yako icharova
Vese vachiona body yako uchi tykora (yeah)
Vese vachifila hana yako ichirova
Bad bad
Mwanasikana you the baddest
Mwanasikana you the baddest
Mwanasikana you the baddest
Bad bad bad
Mwanasikana you the baddest
Mwanasikana you the baddest
Mwanasikana you the baddest
Mwanasikana you the baddest
Bad bad bad
Mwanasikana you the baddest
Angaachizunza kutamba nekuseri
Magic chete kunge-tooth fairy
Zva-aita hazvizi mu dictionary
Kutamba kwake uko-hakuzi ordinary
Tamba uchi tykora Bhebhi Tamba uchi Mona
Tamba uchi fila Hana yako ichirova
Bad bad
Hana yako icharova
Bad bad
Hana yako ichirova (yeah)
Vese vachiona muviri uchi tykora (yeah)
Vese vachifila hana yako ichirova
Bad bad