Kuwirirana

Killer T

[Intro: Killer T]
Hot Property Music (aiyere, hmm, aha, aiyere)
Ayaya, Killer T

[Verse 1]
Ndakanga ndati ndiwe uchave mbabvu yangu
Ende futi ndiwe uchava mai vangu
Nekuti mdiwa wangu ndiri nherera (ah)
Saka ukawana nguva uzonditevera (ah)

[Chorus]
Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)
Ndati kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)
Iko kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)

[Verse 2]
Ndinoda kuti upote uchindibvumbamira, nyangwe zvikazonetsa ndinomira-mira
Nyangwe ukandichemedza mudiwa handikusiye, handikusiye
Nyangwe ukati dhali, dhali, dhali, dhali yo, nyangwe ukangotsamwa, unonyararira
Asi rudo rwacho rwandinarwo usarufuratire, furatire

[Chorus]
Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)
Ndati kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)
Iko kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)
Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)

[Verse 3]
Ho, vese vane shanje mudiwa wangu handivateerere
Vese vane godo mudiwa wangu handivateerere
Ndikabata mukana, mudiwa wangu ndoushandisa
Nekuti dzimwe nguva, nguva dzacho zvinombomhanyisa
Ndoku-truster sei mudiwa wangu usandirasisa mudiwa wangu aiyere

[Chorus]
Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)
Ndati kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)
Iko kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)
Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)

[Pre-Chorus]
Ndinoda kuti upote uchindibvumbamira, nyangwe zvikazonetsa ndinomira-mira
Nyangwe ukandichemedza mudiwa handikusiye, handikusiye
Ndakanga ndati ndiwe uchave mbabvu yangu, ende futi ndiwe uchava mai vangu
Nekuti mdiwa wangu ndiri nherera (ah) saka ukawana nguva uzonditevera (ah)

[Chorus]
Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)
Ndati kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)
Iko kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)
Kudanana kunzwanana mdiwa wanguwe (kudanana kuwirirana)

[Outro]
Aiyerere (kudanana kuwirirana)
Aiyerere (kudanana kuwirirana)

Curiosités sur la chanson Kuwirirana de Killer T

Quand la chanson “Kuwirirana” a-t-elle été lancée par Killer T?
La chanson Kuwirirana a été lancée en 2018, sur l’album “PaVale”.

Chansons les plus populaires [artist_preposition] Killer T

Autres artistes de