Pano

Malcom Mufunde, Tinaye Kadzutu

Verse 1: Malcom Mufunde
You didn’t learn zviri right
Kana usingafambire mulane riri right
We have the right to learn
Asi vamwe vedu didn’t learn to write, ah
Don’t use your left to write
Mai vakati write from left to right, ah
This is for maForm 4 vagadzirira November, now they’re just left to write, ah
Kwatabva kure tichifamba lola saIshan
Pakuda kumbopinda muchapel saTytan
Pakutoda Jehovah Jireh
Timbomujaire Jehovah, ah
Tiri munguva yenzara and tese toziva kuti money’s the cure, ah
Mwari tauya nenzara, and tese toziva toda manicure

Hook: Malcom Mufunde & TiNaYе
So ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
Ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
Ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
Ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)

Verse 2: Malcom Mufunde
Handina Mеrcedes, maburns andiinawo izuva rapisa
Toziva Plaxedes, tokanganwa Mwari muridzi wenyika
Economy yatiwachisa, tave paline, hupenyu hwaoma, sha
Asi ndine hushingi, ndosaka ndichiri kurova mangoma, sha
The devil continues to kill, I'm next in the queue; Mwari wangu pindirai
One Jah vasingarove mbanje but zita renyu, I will keep it high
Makati mulife itai maWarrior, so ndinostriker nehasha
Makati, "Vana vangu hamushekwi, as long as muri munyasha"

Hook: Malcom Mufunde & TiNaYe
So ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
Ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
Ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)
Ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano (ndozvatavinga pano)

Outro: TiNaYe
Ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano
Ndozvatavinga pano, ndozvatavinga pano

Curiosités sur la chanson Pano de Malcom Mufunde & YaadUniverse

Quand la chanson “Pano” a-t-elle été lancée par Malcom Mufunde & YaadUniverse?
La chanson Pano a été lancée en 2023, sur l’album “Ekwedu”.
Qui a composé la chanson “Pano” de Malcom Mufunde & YaadUniverse?
La chanson “Pano” de Malcom Mufunde & YaadUniverse a été composée par Malcom Mufunde, Tinaye Kadzutu.

Chansons les plus populaires [artist_preposition] Malcom Mufunde & YaadUniverse

Autres artistes de