Ndanga Ndabaiwa

Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa ini
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana ndanga ndabaiwa
Ha ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Hunzi panoda broko tisangane
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Hunzi panoda broko tisangane
Kunditopera hunge kundida
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Kundiyita garira nekokoko
Ini ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Kundzi kuti wada kujka imbwa
Ijka ririgogo
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Hunzi ramba mukadzi nemwana
Mangwana ndinowana mumwe
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Hunzi ramba mukadzi nemwana
Mangwana ndinowana mumwe
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana rurimi inyoka
Inoruma ichisiya chefu
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana rurimi inyoka
Payaruma ichisiya chefu
Ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana ndanga ndabaiwa
Herendende ndanga ndabaiwa
Herendende ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Herendende ndanga ndabaiwa
Herendende ndanga ndabaiwa
Herendende ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Hundzi kuti wada kujka imbwa
Iva wajka ririgodo
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Hundzi kuti wada kujka imbwa
Iva wajka irigodo
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Kundiyita garira nekokoko
Vakomana ndanga ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Hunzi panoda broko tisangane
Vakomana ndanga ndabaiwa
(vakomana ndanga ndabaiwa)

Chansons les plus populaires [artist_preposition] Oliver Mtukudzi

Autres artistes de Traditional music